Wednesday 25 September 2013

Faith

Bhazi nyangwe rikazara sei mukaita pressure, driver anotomira zvake panze asingambovhunduke coz anoziva kuti rake seat harina anobata... zvingaome sei, chake chigaro hachibatwe... Nhasi be rest assured kuti your seat is available at the King's table... rega vanoita dzungu vaite... vanowanza siya vakadaro... vanoti aaahhh iwe wasara siya vakadaro... vanoita pressure yekuda kuwana hupfumi nechitsotsi nemishonga siya vakadaro... AS FOR YOU, GOD HAS KEPT YOUR SEAT VACANT, WAITING FOR U... A time is coming and now is the time yekuti vaive vemberi vachava veshure... Mwari ari kuzokusimudza to an extent yekuti your enemies will not have option but kutokuomberera so.. Mwari ari kukuitirawo mwaka uno... uri mwana waMwari iwe... zvako zvinoita chete.. CHAKO CHIGARO CHIRIPO... zvaukagadzirirwa nedenga hazvisati zvamboonekwa before... zvichashamisa vavengi vako... "But as it is written, Eye hath not seen, nor ear heard, neither have entered into the heart of man, the things which God hath prepared for them that love him." - 1 Corinthians 2:9

No comments:

Post a Comment